KwaunobvaDuramazwiVvhundunyuru

Duramazwi

vhundunyuru

-bvujunura

Zvinoreva

Kuti vhundunyuru kubudisa chinhu pachakavigwa.

1

Kuti vhundunyuru kubudisa chinhu pachakavigwa.

Kuti vhundunyuru kubudisa chinhu pachakavigwa.

2

chinhu anenge achiburitsa pachanga chakavigwa.

Kana mukavhundunyura nyaya iyi chete ndinotodzingwa basa.

3

Kuvhundunyura kubvoronga, kana kuti kukanganisa zvinhu zvakaita sembatya zvanga zvakanyatsorongedzwa.

Zvakafanana

-bvujunura

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhundura

Kuvhundura kurova munhu mudumbu zvinorwadza uchishandisa chibhakera kana gumbo.

Verenga

Swipe for the next word