Duramazwi
Duramazwi
Kuparira.
Kuparira.
Kana hove dziri mudziva dzichiita mavhundurira dzinenge dzichifamba zvinokonzera kuti mvura itenderere kana kufashukira pamusoro.
Duramazwi
01 / 03vhundusa
Kutyisa munhu panyaya kuitira kuti avhunduke (to frighten).
VerengaSwipe for the next word