KwaunobvaDuramazwiVvhundunyura

Duramazwi

vhundunyura

Zvinoreva

[-vhundunura, -vhumbunura, -bvumbunura] 1 Kana munhu akavhundunyura chimwe

1

[-vhundunura, -vhumbunura, -bvumbunura] 1 Kana munhu akavhundunyura chimwe

Kana mukavhundunyura nyaya iyi chete ndinotodzingwa basa.

Kuti pitinu kuvhundunyura zvinhu zvanga zvakarongedzwa zvakanaka uchitsvaga chimwe chinhu.

Kuvhundunyura kubvoronga, kana kuti kukanganisa zvinhu zvakaita sembatya zvanga zvakanyatsorongedzwa.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhundunyuru

Kuti vhundunyuru kubudisa chinhu pachakavigwa.

Verenga

Swipe for the next word