Duramazwi
vhunduka
panic
Duramazwi
panic
Kuvhunduka kurova kunoita hana pamwe chete nokukwakuka kunoita munhu kubva paanga ari mushure mokunzwa ruzha kana kuti kuona zvinotyisa.
Kuvhunduka kurova kunoita hana pamwe chete nokukwakuka kunoita munhu kubva paanga ari mushure mokunzwa ruzha kana kuti kuona zvinotyisa.
Ndakasvika ndokubva ndavhura hwindo ndichibva ndavhunduka ndichiona ari Lennon.
Ndakatarisa muruko rwangu ndichibva ndawana ring pasina ndichibva ndavhunduka.
Ndakamuka ndichivhunduka chaiko ndichiwana kuti kwaive kwatodoka.
-patika
-bvondoka
Duramazwi
01 / 03vhundukira
Kana munhu achivhundukira zvinhu anege achingoita asina kuzvipa nguva yokunyatsofunga, zvozoita kuti zvisanyatsobudi.
VerengaSwipe for the next word