KwaunobvaDuramazwiVvhundusa

Duramazwi

vhundusa

Zvinoreva

Kutyisa munhu panyaya kuitira kuti avhunduke (to frighten).

1

Kutyisa munhu panyaya kuitira kuti avhunduke (to frighten).

Maitakue vakazvitya nekuti mabasa aya anoitwa nemunhu ane paakatsika plus mashoko ainge ataurwa naTadiwa akavavhundusa zvisingaite.

Kana ukavhundusa munhu unenge waita chinhu chinoita kuti hana yake irove nokufara.

Kana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira ndokutanga kutiza chinenge chaivhundusa.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhundusira

Kutyisidzira pamberi pedare.

Verenga

Swipe for the next word