Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhundura kurova munhu mudumbu zvinorwadza uchishandisa chibhakera kana gumbo.

Hanzi takuvigirai muroora uyo ari mumucheka akangovhundura sehuku yanaiwa nemvura achinge achangotakwaira nekatumbu kanonzi ndekaRaymond.
Kuvhundura kurova munhu mudumbu zvinorwadza uchishandisa chibhakera kana gumbo.
Kana ukavhundura mvura unenge waita kuti tsvina yanga iri pasi isimuke, zvichikonzera kuti mvura yacho isvibe.
Kana hove ichivhundura i nenge ichifamba nenzira inoita kuti mvura izununguke kana kuita tumasandairira pamusoro.
Kana ukavhundura mvura unenge waita kuti tsvina yanga iri pasi isimuke, zvichikonzera kuti mvura yacho isvibe.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhundurira
Kuparira.
VerengaSwipe for the next word