Duramazwi
-pirimuka-pepuka
Zvinoreva
Kupatika kumuka kwemhuka, shiri kana munhu anga akarara.
1
Kupatika kumuka kwemhuka, shiri kana munhu anga akarara.
Kugwarakwata kuparapatika vanhu vachitsvaka chinhu chavanenge vasiri kuona.
Kana munhu achiparapatika anenge achitsvaga chinhu pose pose achikurumidza.
Kubanganuka kupatika wava pamwe panhu kana kuti waita chinhu chausingazivi kuti wachiita sei.
2
Kuvhunduka.
3
Kupatika kumuka kubva muhope.
Zvakafanana
-pirimuka · -pepuka
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03patira
Kana chokudya chichipatira munhu chinenge chichiita kuti atadze kuburitsa tsvina.
VerengaSwipe for the next word