Duramazwi
pepuka
-patika
Duramazwi
Kupepuka kumuka kubva kuhope.
Kupepuka kumuka kubva kuhope.
Andrew pepuka, pasi rashanduka usazochema umwe wangu wavharirwa mujeri nekuda kwekusaverenga.
Panguva idzodzo ndakabva ndatopepuka ndichinzwa pahwindo kugogodzwa.
MaiMhofu vakazopepuka havo vakanzi Bp ndoyainge yakakwira chete.
Kupepuka kuwana ruzivo rwakakwana maererano nechinhu chawanga uchiita uchifungidzira kuti uri kugona asi iwe wanga uchitotadza.
-patika
Duramazwi
01 / 03pepuro
Chinhu chepeporo ndechine ruvara rwuri pakati perutsvuku nerwebhuruu.
VerengaSwipe for the next word