KwaunobvaDuramazwiPpeputsa

Duramazwi

peputsa

-mutsa

Zvinoreva

Kupeputsa munhu akarara kuita zvinhu zvinoita kuti amuke.

1

Kupeputsa munhu kuita kuti azive zvaanga asinga-zivi, zvikuru izvo zvaizogona kumukuvadza.

2

Zvakafanana

-mutsa

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word