Duramazwi
pera simba
-pera mafuta
Duramazwi
Kupera simba kungonzwa muviri kurukutika.
Kupera simba kungonzwa muviri kurukutika.
Kungwanjaira kufamba kwemunhu achiratidza kuti a-pera simba, nokuda kwekuneta kana kuti kukura.
Kupera simba kukundikana kokuti unozopedzisira usisazivi zvokuita.
-pera mafuta
Duramazwi
01 / 03pereka
Kupereka zvokudya kutakura uchindozvipa kune mumwe munhu kuti adye, sezvingaitwa nahweta muhotera.
VerengaSwipe for the next word