KwaunobvaDuramazwiPperekedza

Duramazwi · chiito

perekedza

accompany · escort

-pereka

Zvinoreva

Kuperekedza munhu kuenda naye kwaanenge achida kuenda, uchindosvika naye kwaanoenda kana kumusiyira panzira.

1

Kuperekedza munhu kuenda naye kwaanenge achida kuenda, uchindosvika naye kwaanoenda kana kumusiyira panzira.

Mamoyo nemurume wake vakaperekedza muvakidzani wavo kunochema mwana.

Maitakue vakaperekedza amai vavo kwave kudzokera kumba kwavo.

Tapiwa akaperekedza Tadiwa kumapurisa.

2

Kubatidza.

Zvakafanana

-pereka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

perengera

Kuperengera kutaura mavara anovaka izwi zvese nemarongerwo aanenge akaitwa.

Verenga

Swipe for the next word