KwaunobvaDuramazwiPperera

Duramazwi

perera

devote

Zvinoreva

Kana munhu akaperera anenge anyura mugomba, mumvura kana pamwe panhu zvokusvika asisaonekwi.

1

Kana munhu akaperera anenge anyura mugomba, mumvura kana pamwe panhu zvokusvika asisaonekwi.

Iko zvino Maitakue kunyenama kwese kwainge kwavaperera vave munhu kwaye.

Zvese izvi zvinobatsira mukwenyi kuti azive kuti mhinduro yako ndeye mubvunzo upi uye kuti yatanga nekuperera papi.

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi () pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye izvi [] panoperera mubvunzo woga woga.

2

Kuperera kuita chimwe chinhu wakazvipira, zvokuti panenge pasisina kanazve imwe nzira ingapfuura ipapo.

3

Kuperera kuda munhu kana chimwe chinhu zvakapfurikidza.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

perera pasi

Kana zvichinzi zvinhu zvaperera pasi zvinenge zvaitwa nenzira yazvo, asi pasina chimuko chinobuda pazviri.

Verenga

Swipe for the next word