KwaunobvaDuramazwiPpererwa

Duramazwi

pererwa

runout

-gumirwa

Zvinoreva

Kupererwa kusara usisina chinhu pane zvawambenge uinazvo.

1

Kupererwa kusara usisina chinhu pane zvawambenge uinazvo.

Handina kuzoenda kumusha pakisimisi nokuti ndakanga ndapererwa nemari.

Kumwe kupererwa kwamunoita kwakadaro handisati ndambokuona ini kutaura chokwadi.

2

Kana munhu achiti apererwa anenge asisina mazano okuti apedze zvinenge zvichimutambudza.

Ndatopererwa izvozvi vasikana. Handizivi kuti Revai ndomuudza sei kuti chikoro chakakosha mazuva ano.

Zvakafanana

-gumirwa

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

peretera

Kuperetera kutaura mavara anovaka izwi zvese nemaro-

Verenga

Swipe for the next word