Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichiperezeka chinenge chichionda nokushaya utano.
1
Kana chinhu chichiperezeka chinenge chichionda nokushaya utano.
Ndaitonzwa kungoperezeka hangu.
Rurindi chirwere chokukosora chinoita kuti usvipe ropa uchiperezeka muviri.
Kana munhu achizeketera anenge ari kungouna-una achiperezeka muviri.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03peri
Peri rudzi rwebhasikoro rinochovhwa zvitiviri zvichitenderera kuenda mberi chete.
VerengaSwipe for the next word