KwaunobvaDuramazwiPpesa

Duramazwi · zita

pesa

Zvinoreva

Pesa mucheka unenge wakapomberwa pachimwe chinhu uchichipoteredza kakawanda.

Kupesa kupotsa chinhu, uchida kana usingadi.

1

Kupesa kunzvenga munhu nemhosva yokuti unenge usingadi kusangana naye.

2

3

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word