Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukapesanisa vanhu unenge wakonzera kuti vatadze kuwirirana pamusoro pezvaunenge waita.
1
Kana ukapesanisa vanhu unenge wakonzera kuti vatadze kuwirirana pamusoro pezvaunenge waita.
Kana ukapesanisa vanhu unenge wakonzera kuti vatadze kuwirirana pamusoro pezvaunenge waita.
Kupiringanisa kuruka chimwe chinhu uchibatanidza nokupesanisa shinda.
Kana munhu achinzi nditinhaidzirwe anenge achizikanirwa kupesanisa nokurwisanisa vamwe vanhu.
2
Kupiyanisa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pesengu
Kana chinhu chati pesengu chinenge changokaruka chisisaonekwe.
VerengaSwipe for the next word