KwaunobvaDuramazwiVvenganisa

Duramazwi

venganisa

Zvinoreva

Kuvenganisa vanhu kuita kana kutaura zvinoita kuti vatadze kuwirirana.

1

Kuvenganisa vanhu kuita kana kutaura zvinoita kuti vatadze kuwirirana.

Kuvenganisa vanhu kuita kana kutaura zvinoita kuti vatadze kuwirirana.

Aka kakwenzi kanoita maruva eyero kanoshandiswa semushonga wokuvenganisa vanhu vanga vachiwirirana.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

venyeka

Kuvenyeka kusekerera kunoitwa nemunhu asisina mazino mumuromo.

Verenga

Swipe for the next word