Duramazwi
venda
-vedzenga
Duramazwi
Kana munhu achivenda rekeni anenge achiicheka kuita zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.

Kunzvenda-nzvenda kufamba usina kuti tasa, uchiratidza kuremerwa nezvaunenge wakatakura.
Kuti tsvenda kugara rimwe divi romuviri rakakwirira, rimwe rakadzikira.
Kana munhu achivenda rekeni anenge achiicheka kuita zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.
-vedzenga
Duramazwi
01 / 03vende
Buri riri pakati pazvinhu zviviri.
VerengaSwipe for the next word