KwaunobvaDuramazwiVvenga

Duramazwi · chiito

venga

antagonize · hate · hateful · unfriendly

-zvonda-nyenya-da-farira

Zvinoreva

Kuvenga kunzwa kusafarira munhu, zvokuti unotoda kuti dai akawirwa namatambudziko muupenyu hwake.

1

Kuvenga kunzwa kusafarira munhu, zvokuti unotoda kuti dai akawirwa namatambudziko muupenyu hwake.

Ndofunga vakazomgozvionerawo vega kuti vaingovenga havo munhu asina mhaka.

BaTakue vakatokasira vanzvenga Basa kuti vagonosiya mudiwa wavo kumba nguva dzichiripo.

Noku wekundivenga zvikuru anobva angosvika achisimudza glass raive nejuice achikuturira.

Zvakafanana

-zvonda · -nyenya

Zvakasiyana

-da · -farira

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

venganisa

Kuvenganisa vanhu kuita kana kutaura zvinoita kuti vatadze kuwirirana.

Verenga

Swipe for the next word