Duramazwi · zita
sema
allergic
Duramazwi · zita
allergic
Kana uchisema unenge uchinzwa kusafarira zvawanhuwidza, kana kuti zvawaona.
Nhindiri.
Kana uchisema unenge uchinzwa kusafarira zvawanhuwidza, kana kuti zvawaona.
Chinhu chinonyangadza ndechinoti munhu akachiona anonzwa kusema kana kuda kurutsa.
Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.
Kusema kusada kana kusafarira chimwe chinhu.
Ini ndinosema tsika dzakaipa.
Nhindiri.
Chinhu chinonyangadza ndechinoti munhu akachiona anonzwa kusema kana kuda kurutsa.
Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.
Kana munhu achinzi ndichamukainyama anenge achidya chero chaawana asingasarudzi kana kusema.
Duramazwi
01 / 03semaura
Semaura ishiri yakakura zviri pakati nepakati, yakatsvukuruka, inowanzogara mumatnhere uye isingabhururuki kuenda kure.
VerengaSwipe for the next word