Duramazwi
Zvinoreva
Kana mumhu achiti ndakasekwa naMwari anenge achitaura kuti paupenyu hwake akapiwa zvigozhero zvisina vazhinji.
1
Kana mumhu achiti ndakasekwa naMwari anenge achitaura kuti paupenyu hwake akapiwa zvigozhero zvisina vazhinji.
VaBhiza vaichema vachiti vakasekwa naMwari pakuti mwana wavo zai regondo akanga afa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sekwe
Sekwe idhadha romudondo, rinogara murwizi.
VerengaSwipe for the next word