Duramazwi · zita
sekuru
grandfather · grandpa · uncle · grandfather; uncle
Duramazwi · zita
grandfather · grandpa · uncle · grandfather; uncle
Baba vomubereki wako.
Baba vomubereki wako.
Sekuru vatakue Vakasara vosvisvina havo nzondora yavainge vakabata Maitakue voenda.
Sekuru zvinoreva vanhu vakwegura here kana kuti murume wose anogona kuve sekuru?
Apa panoda zita remutambi chairo kwete kuti vamwe baba, vamwe sekuru, umwe murume.
Sekuru ndibaba vababa vako.
Sekuru ndibaba vamai vako.
Sekuru ihanzvadzi yamai vako.
Sekuru mwanakomana wehanzvadzi yamai vako.
Sekuru munhurume wose akura zvokuva nezera revabereki vevabereki vako.
vasekuru · bambomukuru la · muzvere
Duramazwi
01 / 03sekurwana
Sekurwana munin'ina wasekuru, baba vomubereki anenge ari mudiki kumuzukuru.
VerengaSwipe for the next word