KwaunobvaDuramazwiSsekondi

Duramazwi · zita

sekondi

Zvinoreva

Sekondi chidimbu chenguva chimwe chete kubva pazvidimbu makumi matanhatu zvinotipa miniti.

1

Aka kasimbi katete pane minitihendi kanotenderera nekukasika kanotaridza masekondi muwachi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

seku

Kuti seku seku kumhanya kwemhuka kana kwemunhu ane muviri muhombe.

Verenga

Swipe for the next word