Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sekondari idanho redzidzo rinoindwa nemunhu anenge apedza makore manomwe ari kupuraimari.
1
Sekondari idanho redzidzo rinoindwa nemunhu anenge apedza makore manomwe ari kupuraimari.
Gore raayambuka sekondari achienda kuyunivhesiti, ndogore rakatanga zvinhu kumufambira zvakanaka.
Sekondari idanho redzidzo rinoindwa nemunhu anenge apedza makore manomwe ari kupuraimari.
2
Sekondari chikoro chevanenge vachiita fomu hwani kusvika fomu foo.
Sekondari yeku musha kwangu yakavakwa hondo yapera.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sekondi
Sekondi chidimbu chenguva chimwe chete kubva pazvidimbu makumi matanhatu zvinotipa miniti.
VerengaSwipe for the next word