KwaunobvaDuramazwiSsemesa

Duramazwi

semesa

-nyanyasa-nyangadza

Zvinoreva

Zvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa kana wazviona, kuzvibata kana kuzvinhuhwidza.

1

Zvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa kana wazviona, kuzvibata kana kuzvinhuhwidza.

Iyezvino zvaive zvave nani nekuti magloves aive avepo plus kubvisa pamper kwaisanyanya kusemesa.

Mwana ari kukanyanisa sadza ne-mukaka zvinotosemesa.

Kambwa kanosemesa kudai aka ndekani?

Zvakafanana

-nyanyasa · -nyangadza

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word