KwaunobvaDuramazwiNnyanyasa

Duramazwi

nyanyasa

Zvinoreva

Kunyanyasa kuita kuti munhu anzwe kumira mwoyo kana kuda kurutsa.

1

Kunyanyasa kuita kuti munhu anzwe kumira mwoyo kana kuda kurutsa.

Vakadzi vane nhumbu havatani kunyanyasa kana vakanhuhwirwa.

Kunyanyasa kuita kuti munhu anzwe kumira mwoyo kana kuda kurutsa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanyaura

Kunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.

Verenga

Swipe for the next word