KwaunobvaDuramazwiNnyanyisa

Duramazwi

nyanyisa

intensive · malignant · obsessive · intense

Zvinoreva

Kudarikidza.

1

Kudarikidza.

Tapiwa ane zvaaida kutaura hake asi akaona kuti Tadiwa aizonyanyisa kurwadziwa.

Bacaren vakanhonga asi vakaona havo kuti Mamoyo akanyanyisa kupusa tserek.

Vakasvikozviwidzira pambedha wavo ndokuchema zvakanyanyisa vakadaro.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanyo-

ri kusimbirira pane imwe nzvimbo kana kuti pane imwe nguva.

Verenga

Swipe for the next word