KwaunobvaDuramazwiNnyanzvi

Duramazwi · zita

nyanzvi

adept · analyst · botanist · expert · intrepid · masterful · mathematically · professional · scholarly · sociologist · specialist · unskilled

shashashangurachambiyoni

Zvinoreva

Nyanzvi munhu ane ruzivo rwekukwanisa chimwe chinhu kudarika vamwe vazhinjizhinji. Hurudza inyanzvi pakurima nekuchengeta zvipfuyo.

1

Nyanzvi munhu ane ruzivo rwekukwanisa chimwe chinhu kudarika vamwe vazhinjizhinji. Hurudza inyanzvi pakurima nekuchengeta zvipfuyo.

Uyezve zvinotaridzawo kuti uri nyanzvi yomutauro weChiShona.

Kukwikwidza kuita makundano pachitsvagwa nyanzvi inokunda vamwe.

Umbirimi kuzviita shasha kana nyanzvi pazvinhu zvakawanda.

Zvakafanana

shasha · shangura · chambiyoni

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyapu

Kuti nyapu kurova zvishomanana nekashamhu kaduku katete. Kana mwana mudiki achirangwa, anongonzi nyapu zvisingarwadzi.

Verenga

Swipe for the next word