KwaunobvaDuramazwiNnyapu

Duramazwi

nyapu

Zvinoreva

Kuti nyapu kurova zvishomanana nekashamhu kaduku katete. Kana mwana mudiki achirangwa, anongonzi nyapu zvisingarwadzi.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyapudza

Kunyapudza kurova zvisingarwadzi, nekashamhu katetetete.

Verenga

Swipe for the next word