Duramazwi
Zvinoreva
ri kusimbirira pane imwe nzvimbo kana kuti pane imwe nguva.
Kunyanyoita chimwe chinhu kugara uchichiita.
1

Mazuvano ari kunyanya kutambira kuMagaba.
Bhirifi chipfeko chomukati nyanyo chinopfekwa nevarume nechekuzasi, pasi pehembe.
Haana kunyanyo fara hake akangorara akasuwa.
2
Kunyanyoita chimwe chinhu kugara uchichiita.
Bhirifi chipfeko chomukati nyanyo chinopfekwa nevarume nechekuzasi, pasi pehembe.
Haana kunyanyo fara hake akangorara akasuwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyanza
lake
VerengaSwipe for the next word