KwaunobvaDuramazwiNnyanyaura

Duramazwi

nyanyaura

Zvinoreva

Kunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.

1

Kunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.

Kunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.

2

Kunyanyaura kudenha munhu akazvinyararira.

Vasikana vakanyanyaura mbuya nokusasuka ndiro.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanye

Kuti nyanye kuita chinhu chinopfurikidza panosvika vamwe.

Verenga

Swipe for the next word