KwaunobvaDuramazwiNnyanyaidza

Duramazwi

nyanyaidza

underestimate

Zvinoreva

Kana ukanyanyaidza munhu unenge wamushoora, uchitaridza kuti hauvimbi kuti angagona kuita chimwe chinhu.

1

Kana ukanyanyaidza munhu unenge wamushoora, uchitaridza kuti hauvimbi kuti angagona kuita chimwe chinhu.

Kunyanyaidza kupfutidza moto kana mwenje wakaudzikisa kuti usanyanyopisa.

Kunyanyaidza kutaura usingadi kubuda pachena pamusoro pechinhu chinenge chichida kuzikanwa nevanhu.

Guche kuwirirana kwevanhu vakawanda vanenge vachituka kana kunyanyaidza zvinenge zvaitwa nomumwe munhu.

2

Kunyanyaidza kutaura usingadi kubuda pachena pamusoro pechinhu chinenge chichida kuzikanwa nevanhu.

3

Kunyanyaidza kudzikisa moto kana kuvanzaridza nyaya.

4

Kunyanyaidza kupfutidza moto kana mwenje wakaudzikisa kuti usanyanyopisa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanyanya

Kana munhu akati nyanyanya kwaanenge aenda anenge apedza nguva refu chaizvo ariko, asina kudzoka.

Verenga

Swipe for the next word