KwaunobvaDuramazwiNnyanya

Duramazwi

nyanya

generally · intensify · vindictive · extensive

Zvinoreva

Kunyanya kuita chimwe chinhu zvakapfurikidza.

1

Kunyanya kuita chimwe chinhu zvakapfurikidza.

Shamwari, kufamba kwako kwanyanya.

Tanaka naBatakue vaisave neyaka nyanya zvekuti vakatobva vanzi vabude muchipatara.

2

Kana chinhu chichinzi chanyanya chinenge chawanda kana kuitwa zvinopfuura mwero.

Ukanyanya kudya, unorara dumbu richirwadza nokuzvimbirwa.

3

Kana zvinhu zvichinzi zviri kunyanya, zvinenge zvi-

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyanyadzira

Kupisa nzvimbo kana chinhu.

Verenga

Swipe for the next word