Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi hazvina nyanisi zvinenge zvisina chivimbo chokuti zvichabuda nepazvinotarisirwa.
Kana munhu achiti nyanisi anenge achida kuratidza kuti zvaari kutaura ndezvechokwadi.

Zuva rafamba, hazvisina nyanisi kuti bhazi richauya iri.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyanura
Kunyanura kubvisa zvinhu zvakaita setsine padzinenge dzakabaya.
VerengaSwipe for the next word