Duramazwi
Zvinoreva
Munhu anoti shuwa kana achishamisa kana kuti achikurudzira mutauri kuti aenderere mberi nerungano rwake.
1

Chokwadi kumirira kuti ini nditange ndauya zvozotanga kuitika shuwa?.
Chokwadi ndichizviudza kuti ndawanirwa nyasha zvinhu ndipo pozvofamba nenzira idzodzo shuwa?, kutaura chokwadi ndakanzwa kubatikana hangu.
Munhu anoti shuwa kana achishamisa kana kuti achikurudzira mutauri kuti aenderere mberi nerungano rwake.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shuwira
Kufunga.
VerengaSwipe for the next word