KwaunobvaDuramazwiSshuwishuwi

Duramazwi · zita

shuwishuwi

chitatadzirimudumbuzenenetagutapadare

Zvinoreva

Shuwishuwi chinanairwa chakada kufanana negurwe, asi icho chisina mapiropiro, uye chichiita ruzha runofana nezita racho.

1

Zvakafanana

chitatadzirimu · dumbuzenene · tagutapadare

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwa

Mhando yeiswa ine mapapiro inodyiwa yakakangwa.

Verenga

Swipe for the next word