KwaunobvaDuramazwiSshwa

Duramazwi

shwa

Zvinoreva

Mhando yeiswa ine mapapiro inodyiwa yakakangwa.

Kuti shwa shwa karuzha kanoitika mukanwa kana munhu achitsenga maputi, kana zvimwe zvakadaro.

1

Kutsindira mwena unobuda shwa kukuvadza kana kuvharidzira chinhu chinokuyamura.

Kutsindira mwena unobuda shwa kutuka kana kutsamwisa munhu anokuyamura, uchikanganwa nezvemangwana.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwabu

Kuti shwabu kuisa chidimbu chechokudya chose mu muromo wobva watanga kutsenga.

Verenga

Swipe for the next word