Duramazwi
shuva
-dwenga-zvimba-funga-shuwira-panga
Duramazwi
Kushuva kufunga umwe munhu. Ndoshuva sekuru vangu vari Matengenytika.
Kushuva kufunga umwe munhu. Ndoshuva sekuru vangu vari Matengenytika.
Kushuva kunzwa uchida kumwe chimwe chikafu.
Kundiso chinhu chaunoita kuti ugobudirira kuwana zvaunenge uchishuva muupenyu.
Kushuva kunzwa uchida kumwe chimwe chikafu.
-dwenga · -zvimba · -funga · -shuwira · -panga
Duramazwi
01 / 03shuwa
Munhu anoti shuwa kana achishamisa kana kuti achikurudzira mutauri kuti aenderere mberi nerungano rwake.
VerengaSwipe for the next word