Duramazwi
Zvinoreva
Kuranga.
Kana uchipanga chinhu unenge uchichida zvikuru, nokuti unenge wava nenguva usati wachidya, kuchiona kana kuchiita.
Kupanga kupa mazano kunowanzoitwa nevanhu vakuru kuvana vadiki.
Kupenya.
Kuranga.
Kudzimbirwa kutokonywa panga pane ronda kana kuti panzvimbo yomuviri iri kutorwadza nechekare.
Kana panhu panga pakasungika pakati sudzunu panenge paregedzeka.
Kana panga pakasungwa pakatsubvunyuka panenge pasununguka pega.
Kana uchipanga chinhu unenge uchichida zvikuru, nokuti unenge wava nenguva usati wachidya, kuchiona kana kuchiita.
Kudzimbirwa kutokonywa panga pane ronda kana kuti panzvimbo yomuviri iri kutorwadza nechekare.
Kana ukafundura mudziyo unenge wauswatudza panga pakafovera.
Kubatidza moto kuukuhwidza kana kuisa mwenje panga pasina.
Kupanga kupa mazano kunowanzoitwa nevanhu vakuru kuvana vadiki.
Kana ukafundura mudziyo unenge wauswatudza panga pakafovera.
Kubatidza moto kuukuhwidza kana kuisa mwenje panga pasina.
Kana panga pakazvimba paserera panenge pasisina kuzvimba.
Kupenya.
Kana panga pakazvimba paserera panenge pasisina kuzvimba.
Kufandanura kubvisa kana kutsudunura panga pakasungwa.
Kana uchipfudunudza unenge uchibvisa panga pakasungwa.
Zvakafanana
shuva · -kararira · -raya · -ronzera
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pangama
watchful
VerengaSwipe for the next word