Duramazwi
-nyevera
Zvinoreva
Kunyeurira munhu kumuudza zvinhu zvaunoziva kuti zvingamubatsire panyaya dzakasiyana.
1
Kunyeurira munhu kumuudza zvinhu zvaunoziva kuti zvingamubatsire panyaya dzakasiyana.
Manyorero aya anowanzoitwa nevanyori vemabhuku apo vanotinyeurira zviri mberi kwebhuku isu tisati tasvika pachiitiko chacho.
Kunyeurira munhu kumuudza zvinhu zvaunoziva kuti zvingamubatsire panyaya dzakasiyana.
Zvakafanana
-nyevera
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyeurire
Kuti munhu nyeurire nyaya kumutaurira zvishoma pane zviri kuitika kuti angozvizivavo.
VerengaSwipe for the next word