Duramazwi
Zvinoreva
Kuti munhu nyeurire nyaya kumutaurira zvishoma pane zviri kuitika kuti angozvizivavo.
1

Shamwari, ini hapana kana zvandinombonzwa ndiri kuno kumusha uku. Chingonditi nyeurirewo kani.
Kuti munhu nyeurire nyaya kumutaurira zvishoma pane zviri kuitika kuti angozvizivavo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyeve
Kuti nyeve kuudza munhu mashoko angangomubatsira pane zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word