KwaunobvaDuramazwiNnyevenudza

Duramazwi

nyevenudza

Zvinoreva

Kunyevenudza munhu kuita kuti abve mukusuwa achipinda mukufara.

1

Kana munhu akanyevenudza mwoyo wake anenge abvisa kusuwa neshungu dzaanga achimbonzwa.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyevenuka

Kunyevenuka kugadzikana kwepfungwa, mushure mekunzwa mazwi kana mashoko akanaka pamusoro pezvanga zvichikunetsa.

Verenga

Swipe for the next word