Duramazwi
zorodza
relieve
Duramazwi
relieve
Kuita kuti munhu amire zvaari kuita ature mafemo.
Kuita kuti munhu amire zvaari kuita ature mafemo.
Huya uzondizorodza pamwe chete nemadzisekuru ako.
Kana ukazorodza munhu unenge wamubatsira nokuita basa raanga achifanira kuita iye.
Kana muchinge makafefeterwa munenge makazorodza pfungwa pasina zvinokunetsai.
Kana ukazorodza munhu unenge wamubatsira nokuita basa raanga achifanira kuita iye.
Kana ukazorodza pfungwa dzemunhu unenge wamuudza kana kuita zvaanga achifunga asi asingagoni kuzvibatsira pachezvake.
Ruzorodza muviri waamai kuita kuti mudzimai ambogara nguva yakati kuti asati aberekazve.
Kana zvichinzi Mwari azorodza munhu, munhu iyeye anenge afa, kazhinji mushure mokurwara kwenguva refu.
Pakundoviga munhu kumakuva kuzorodza munhu kumbopota vanhu vakatakura mutumbi vachimbomira zvishoma, vozosimudzira, kuti mweya wemufi uwane rudekaro.
Duramazwi
01 / 03zorora
adjourn
VerengaSwipe for the next word