KwaunobvaDuramazwiPpodza

Duramazwi

podza

relieve

Zvinoreva

Kupodza kuita kuti chinhu change chichipisa chitonhore.

1

Kupodza kuita kuti chinhu change chichipisa chitonhore.

Kuroropodza kutaur ra zvinhu zvisina maturo, kunowanoitwa nemunhu anenge achipopota.

Kana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya.

Kupodza kuita kuti panenge pakakuvara kana kuti pachirwadza panyarare.

2

Kupodza kuita kuti panenge pakakuvara kana kuti pachirwadza panyarare.

3

Kupodza munhu kumunyaradza kana awirwa nematambudziko, kana kuti kumuita kuti shungu dzake dziserere.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pofo

Kuti pofo kubooka kwechinhu chakanyanyopfava.

Verenga

Swipe for the next word