Duramazwi
Duramazwi
Kupofoka kubooka kwechinhu chakanyanyopfawa.
Kupofoka kubooka kwechinhu chakanyanyopfawa.
Chingwa chichangobva kubhekwa chinopofoka kana ukasanyatsochibata.
Duramazwi
01 / 03pofomadza
Kupofomadza munhu kumukuvadza maziso zvokuti haazooni.
VerengaSwipe for the next word