Duramazwi
wondomoka
-kodoboka
Duramazwi
Kuwira mukati kweivhu.
Kuwira mukati kweivhu.
Kuti dhiriri musindo mukuru unonzwika panowondomoka imba kana kuti panotinhira mvura.
Kuwondomoka kuwira mukati kunoita ivhu riri pamusoro pomwena kana gomba.
Kana pakavakwa pachiwondomoka panenge pachiwira pasi.
Pakanaya mvura zhinji imba yake yakawondomoka nokuti yakange yakavakwa pavhu risina kusimba.
Kana munhu achinzi anowondomoka pakutaura anenge achitaura zvinhu zvinotsamwisa nguva zhinji.
-kodoboka
Duramazwi
01 / 03wondomora
Kana ukawondomora ivhu unenge waita kuti riwire pasi kana mukati megomba.
VerengaSwipe for the next word