KwaunobvaDuramazwiWwonyoka

Duramazwi

wonyoka

-onyoka
1

Kana uchibwonyoka unenge uchitaura zvinhu usina kumbofunga kuti vanhu vari pauri vanozvifarira here kana kuti kwete.

Zvine chekuita

-onyoka

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wora

Kuwora kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.

Verenga

Swipe for the next word