Duramazwi
-unga-worera-ora
Zvinoreva
Kuwora kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
1

2
Kana uchiwora marara unenge uchiabvisa pa-akaunganidzwa.
3
Kuwora kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho, uchizviisa panhu pamwe chete zvoita dutu.
Zvakafanana
-unga · -worera
Zvine chekuita
-ora
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wore
Kuti wore kukumba nokubva watora zvose nokukasika.
VerengaSwipe for the next word