Duramazwi
bovera
-fovera
Duramazwi
Kubovera kuwira mukati kunoita chinhu. Kana munhu akura, matama ake anobovera mukati.

Kubovera kuisa chekudya mumukanwa panguva imwe chete munhu asingamboiti zvokuchidimbura-dimbura.
Kuti munye kuisa chinhu mumuromo uchichibovera nguva imwe.
Kubovera kuisa chekudya mumukanwa panguva imwe chete munhu asingamboiti zvokuchidimbura-dimbura.
-fovera
Duramazwi
01 / 03bovha
Bovha ishanga dzechibage dzinenge dzisati dzakora.
VerengaSwipe for the next word