Duramazwi02 / 03boveKuti bove kuisa kunoita munhu chidimbu chose chechokudya mumukanwa panguva imwe chete.Verenga→
Duramazwi03 / 03boveraKubovera kuwira mukati kunoita chinhu. Kana munhu akura, matama ake anobovera mukati.Verenga→